
Munamato wenhera musi nenguva inochema kumatenga dai baba na Mai vangu varipo ndayivawudza zvese zvinondinetsa dai baba na Mai vangu varipo nayivawudza zvese zvinonditambudzaaaa dai ini ndinemapapiro ndayibhururuka ndoenda Kuna Mai vanguuuu dai ini ndinemapapiro ndayibhururuka ndoenda Kuna baba vanguuuuu Munamato wenherera misi nenguva inoringa kumatenga dai Mwari munemukana mayidzosa baba vakaenda kare motora vese vanewutsinye ivavaaa dai Mwari munemukana mayidzosa mhamha vakaenda kare motora vese vanewutsinye ivavaaa dai Mwari munemukana mayidzosa hama dzakaenda kare motora vese vakaromba ivava nekuti vayive Nerudooooo uye vayive netsiiiiiiii

