
(intro) Petros Mukumbuzi Magwenzi (chorus) Zviyitiko zvewupenyuuu zviyitiko zvewupenyuuu hawumbozvikwanisaaaaa ndibate mariiiii yoparara ndibate pfuuuuma yoparara ndivake Musha woparara haaaaa zvakaomaaaa vanababa zvakaomaaa vanamai zvakaomaaa ( verse) Mbuya vayitambura vazukuru totamburaaa weduminyama hereeee sekuru vayitambura vazukuru totamburaaa weduminyama hereeee kana zvirizvadzinza ngatizvifambireyiiii hama dzanguuuu mangwana zvingatinetsa kaaaa chokwadi zvichatinetsakaaaa

