Song Cover Image

Handisati ndaziva wakabvuma (Remix)

Hansati ndaziva wakabvuma x4 Yaa Zvese zvandinoda ini dea Ndozviona ini ndozviona Handimbofe ndakaenda nana bea Vonditora vese voda nditora Handisati ndaziva wakabvuma Nhai mwana iwe dai wangondida Handisati ndapiwa zvando shuwa Dai iwe pana pandokufuta X2 Iyeeeee Eeeee Eeeee [Beat only] Handisati ndaziva wakabvuma Nhai mwana iwe dai wangondida Handisati ndapiwa zvando shuwa Dai iwe pana pandokufuta X3