[Chorus] Sewanhu wakashata ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? Zvemazvirokwazvo ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? [Verse 1] Nyangwe zvangu ndashata ini handisi kuzvinzwa Handingakuitirei? Kana ini ndashata ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? [Chorus] Sewanhu wakashata ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? Zvemazvirokwazvo ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? [Bridge] Kuna mwari ndichasvika handina mandiro Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? Kuna mwari ndichasvika handina mandiro Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? [Chorus] Sewanhu wakashata ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei? Zvemazvirokwazvo ini handisi kuzvinzwa Baba wangu ndianiko? (Mwana wamambo) Handingakuitirei?